Mariko 1:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Vanhu vakashamiswa kwazvo norudzidziso rwake nokuti aidzidzisa somunhu ane chiremera, kwete senyanzvi dzoMutemo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ʋakashamiswa nokudzidzisa kwake, nokuti wakaʋadzidzisa somunhu unesimba, asiŋgaiti saʋanyori. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Vakashamiswa nokudzidzisa kwake, nokuti akavadzidzisa somunhu ane chiremera, asingaiti savanyori. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Vanhu vakashamiswa kwazvo norudzidziso rwake nokuti aidzidzisa somunhu ane chiremera, kwete senyanzvi dzoMutemo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Vanhu vakashamiswa kwazvo norudzidziso rwake nokuti aidzidzisa somunhu ane chiremera, kwete senyanzvi dzoMutemo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Vanhu vakashamiswa nokudzidzisa kwake, nokuti akavadzidzisa somunhu ane simba, asingaiti savadzidzisi vomurayiro. See the chapter |