Online Bible

- Advertisements -

Mariko 1:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Pakarepo Jesu akavadaidza; ivo vakasiya baba vavo Zebhedhi navashandi vari mugwa, vakatevera Jesu.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Akaʋaɗana pakarepo, ʋakasiya ɓaɓa ʋaʋo Zebedi mugwa naʋaranda, ʋakamuteʋera.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Akavadana pakarepo, vakasiya baba vavo Zebhedhi muigwa navaranda, vakamutevera.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Pakarepo Jesu akavadaidza; ivo vakasiya baba vavo Zebhedhi navashandi vari mugwa, vakatevera Jesu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Pakarepo Jesu akavadaidza; ivo vakasiya baba vavo Zebhedhi navashandi vari mugwa, vakatevera Jesu.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Haana kunonoka, akavadana, uye vakasiya baba vavo, Zebhedhi, mugwa vaine vashandi vavo, vakamutevera.

See the chapter Copy

Mariko 1:20

Follow us:

Advertisements

Advertisements