Mariko 1:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Jesu akati kwavari, “Nditeverei, ndigokuitai kuti muve vabvuvi vavanhu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Jesu akati kwaʋari: Nditeʋerei, kuti ndikuitei ʋaɓati ʋaʋanhu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Jesu akati kwavari, “Nditeverei, kuti ndikuitei vabati vavanhu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Jesu akati kwavari, “Nditeverei, ndigokuitai kuti muve vabvuvi vavanhu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Jesu akati kwavari, “Nditeverei, ndigokuitai kuti muve vabvuvi vavanhu.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Jesu akati, “Uyai munditevere, uye ndichakuitai vabati vavanhu.” See the chapter |