Mariko 1:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akagara murenje mazuva makumi mana achiedzwa naSatani. Imomo aingova nemhuka dzomusango, asi vatumwa vakanga vachimushandira. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 akaʋa murenje mazuʋa makumi manna, aciidzwa naSatani; wakaŋga ari kuɀikara, ʋatumŋa ʋakamushumira. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 akava murenje mazuva makumi mana, achiedzwa naSatani; akagara nezvikara, vatumwa vakamushandira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akagara murenje mazuva makumi mana achiedzwa naSatani. Imomo aingova nemhuka dzomusango, asi vatumwa vakanga vachimushandira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Akagara murenje mazuva makumi mana achiedzwa naSatani. Imomo aingova nemhuka dzomusango, asi vatumwa vakanga vachimushandira. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 uye akanga ari murenje kwamazuva makumi mana, achiedzwa naSatani. Akanga ari pamwe chete nemhuka dzesango uye vatumwa vakamushandira. See the chapter |