Maraki 3:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Asi ndianiko angatirire zuva rokuuya kwake uye ndiani angapamire kana iye auya? Ndinodaro nokuti akaita somoto womunyungurutsi woutare kana kuti sesipo yomusuki. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Asi ndiani uŋgatsuŋga nezuʋa rokuʋuya kwake? Ndiani uŋgamira kana aciʋonekwa? Nokuti wakafanana nomŋoto womunatsi, nesipo yomusuki. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Asi ndiani ungatsunga nezuva rokuuya kwake? Ndiani angamira kana achionekwa? Nokuti akafanana nomoto womunatsi, nesipo yomusuki. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Asi ndianiko angatirire zuva rokuuya kwake uye ndiani angapamire kana iye auya? Ndinodaro nokuti akaita somoto womunyungurutsi woutare kana kuti sesipo yomusuki. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Asi ndianiko angatirire zuva rokuuya kwake uye ndiani angapamire kana iye auya? Ndinodaro nokuti akaita somoto womunyungurutsi woutare kana kuti sesipo yomusuki. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Asi ndiani angatsunga pazuva rokuuya kwake? Ndiani angamira paanoonekwa? Nokuti achava somoto womunatsi kana sipo yomusuki. See the chapter |