Maraki 2:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ndokusaka ini ndavakuitawo kuti imi muve vanhu vakashoreka vokupedzesera zvavo kuvanhu vose sokuregawo kuchengeta nzira dzangu kwamakaita, makatoita zvenyu rusaruro pane zvemitemo.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Saka ndakakuitai ʋanhu ʋanoɀidzwa naʋanorambga naʋanhu ʋose, ɀamusina‐kuceŋgeta nzira dzaŋgu, mukatsaura ʋanhu pakutoŋga murairo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Saka ndakakuitai vanhu vanozvidzwa navanorambwa navanhu vaose, zvamusina kuchengeta nzira dzangu, mukatsaura vanhu pakutonga murayiro. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ndokusaka ini ndavakuitawo kuti imi muve vanhu vakashoreka vokupedzesera zvavo kuvanhu vose sokuregawo kuchengeta nzira dzangu kwamakaita, makatoita zvenyu rusaruro pane zvemitemo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ndokusaka ini ndavakuitawo kuti imi muve vanhu vakashoreka vokupedzesera zvavo kuvanhu vose sokuregawo kuchengeta nzira dzangu kwamakaita, makatoita zvenyu rusaruro pane zvemitemo.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 “Nokudaro ndakaita kuti muzvidzwe uye munyadziswe pamberi pavanhu vose, nokuti hamuna kuchengeta nzira dzangu asi makaita rusarura pakutonga kwenyu.” See the chapter |