Maraki 2:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 “Asi imimi makatsauka mugwara, makaitisa kuti vakawanda vapingiridzwe nechidzidziso chenyu. Makan'oresa chitenderano chokwaRevhi ndizvo zviri kutaura Tenzi wehondo nehondo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Asi imi makatsauka panzira; makagumbusa ʋazhinji pamurairo; makaȿiɓisa suŋgano yaRevi — ndiɀo ɀinotaura Jehova wehondo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Asi imi makatsauka panzira; makagumbusa vazhinji pamurayiro; makasvibisa sungano yaRevhi ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 “Asi imimi makatsauka mugwara, makaitisa kuti vakawanda vapingiridzwe nechidzidziso chenyu. Makan'oresa chitenderano chokwaRevhi ndizvo zviri kutaura Tenzi wehondo nehondo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 “Asi imimi makatsauka mugwara, makaitisa kuti vakawanda vapingiridzwe nechidzidziso chenyu. Makan'oresa chitenderano chokwaRevhi ndizvo zviri kutaura Tenzi wehondo nehondo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Asi imi makatsauka panzira uye nedzidziso yenyu makagumbusa vazhinji; makaputsa sungano naRevhi,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose. See the chapter |