Maraki 2:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Rudzidziso rwechokwadi ruri pamuromo pake, uipi hahwaiwanikwa pamuromo pake. Akafamba neni mukuwadzana nomukururama. Akadzora vazhinji kuhuipi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Murairo weɀokwaɗi wakaŋga uri mumuromo waʋo, kusarurama hakuna‐kuwanikwa pamiromo yaʋo; ʋakafambidzana neni norugare nokururama, ʋakadzora ʋazhinji paɀakaipa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Murayiro wezvokwadi wakanga uri mumuromo wavo, kusarurama hakuna kuwanikwa pamiromo yavo; vakafambidzana neni norugare nokururama, vakadzora vazhinji pazvakaipa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Rudzidziso rwechokwadi ruri pamuromo pake, uipi hahwaiwanikwa pamuromo pake. Akafamba neni mukuwadzana nomukururama. Akadzora vazhinji kuhuipi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 “Rudzidziso rwechokwadi ruri pamuromo pake, uipi hahwaiwanikwa pamuromo pake. Akafamba neni mukuwadzana nomukururama. Akadzora vazhinji kuhuipi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Kurayira kwechokwadi kwakanga kuri mumuromo wake, uye chisakarurama hachaiwanikwa pamiromo yake. Akafamba neni murugare nomukururama, uye akadzora vazhinji pazvivi. See the chapter |