Maraki 2:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 “Chitenderano changu chandakaita naye chakanga chiri chitenderano choupenyu norugare. Ndakamupa izvozvo kuitira kuti agotyawo, saizvozvowo ainditya achidedera kwazvo zita rangu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Suŋgano yaŋgu naʋo yakaŋga iri yoʋupenyu norugare; ndakaʋapa iɀo kuti ʋanditye, ʋakanditya, ʋakaɗeɗera nokuɗa kwezita raŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 “Sungano yangu navo yakanga iri youpenyu norugare; ndakavapa izvo kuti vanditye, vakanditya, vakadedera nokuda kwezita rangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 “Chitenderano changu chandakaita naye chakanga chiri chitenderano choupenyu norugare. Ndakamupa izvozvo kuitira kuti agotyawo, saizvozvowo ainditya achidedera kwazvo zita rangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 “Chitenderano changu chandakaita naye chakanga chiri chitenderano choupenyu norugare. Ndakamupa izvozvo kuitira kuti agotyawo, saizvozvowo ainditya achidedera kwazvo zita rangu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 “Ndakaita sungano yangu naye, sungano youpenyu norugare, uye ndakapa izvi kwaari; zvakandivigira kukudzwa uye akandikudza, akamira achitya zita rangu. See the chapter |