Online Bible

- Advertisements -

Mapisarema 98:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Ngaaimbe pana TENZI nokuti ari kuuya kuzotonga nyika. Achatonga pasi pose noururami uye achatonga vanhu noruenzaniso.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Pamberi paJehova, nokuti unoʋuya kuzotoŋga pasi, Ucatoŋga nyika ɀakarurama, Naʋanhu nokururama.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Pamberi paJehovha, nokuti anouya kuzotonga pasi, Achatonga nyika zvakarurama, Navanhu nokururama.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Ngaaimbe pana TENZI nokuti ari kuuya kuzotonga nyika. Achatonga pasi pose noururami uye achatonga vanhu noruenzaniso.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Ngaaimbe pana TENZI nokuti ari kuuya kuzotonga nyika. Achatonga pasi pose noururami uye achatonga vanhu noruenzaniso.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 ngaaimbe pamberi paJehovha, nokuti anouya kuzotonga nyika. Achatonga nyika zvakarurama navanhu nokururamisira.

See the chapter Copy

Mapisarema 98:9

Follow us:

Advertisements

Advertisements