Mapisarema 98:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Akarangarira mwoyochena wake nokutendeka kwake kuimba yokwaIsiraeri. Pasi pose kusvika kwayakaperera pakaoma kukunda kwaMwari wedu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Wakaraŋgarira ngoni dzake nokutendeka kwake kuimba yaIsraeri; Migumo yose yapasi yakaʋona kuponesa kwaMŋari weɗu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Akarangarira ngoni dzake nokutendeka kwake kuimba yaIsiraeri; Migumo yose yapasi yakaona kuponesa kwaMwari wedu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Akarangarira mwoyochena wake nokutendeka kwake kuimba yokwaIsiraeri. Pasi pose kusvika kwayakaperera pakaoma kukunda kwaMwari wedu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Akarangarira mwoyochena wake nokutendeka kwake kuimba yokwaIsiraeri. Pasi pose kusvika kwayakaperera pakaoma kukunda kwaMwari wedu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Akarangarira rudo rwake nokutendeka kwake kuimba yaIsraeri; migumo yose yenyika yakaona ruponeso rwaMwari wedu. See the chapter |