Mapisarema 97:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Matenga anoparidza ururami hwake vanhu vose vanonzwa mbiri yake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Kuɗeŋga‐ɗeŋga kunoparidza kururama kwake, Ndudzi dzose dzakaʋona kubginya kwake. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Kudenga-denga kunoparidza kururama kwake, Ndudzi dzose dzakaona kubwinya kwake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Matenga anoparidza ururami hwake vanhu vose vanonzwa mbiri yake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Matenga anoparidza ururami hwake vanhu vose vanonzwa mbiri yake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Kudenga denga kunoparidza kururama kwake, uye vanhu vose vanoona kubwinya kwake. See the chapter |