Mapisarema 96:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Nokuti TENZI mukuru, anofanira kurumbidzwa chaizvo pavamwari vose ndiye anofanira kutyiwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nokuti Jehova mukuru, unofanira kurumbidzwa kwaɀo; Unofanira kutyiwa kupfuʋura ʋamŋari ʋose. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Nokuti Jehovha mukuru, anofanira kurumbidzwa kwazvo; Anofanira kutyiwa kupfuura vamwari vose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Nokuti TENZI mukuru, anofanira kurumbidzwa chaizvo pavamwari vose ndiye anofanira kutyiwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Nokuti TENZI mukuru, anofanira kurumbidzwa chaizvo pavamwari vose ndiye anofanira kutyiwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Nokuti Jehovha mukuru uye anofanira kurumbidzwa, iye anofanira kutyiwa pamusoro pavamwari vose. See the chapter |