Mapisarema 95:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 madzibaba enyu paakandiedza, vakatsvaka kuona zvandiri, kunyange vakanga vaona mabasa angu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Paŋguʋa yandakaidzwa namadziɓaɓa enyu, Ʋakandiidza, ʋakaʋona ɀandakaita. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Panguva yandakaidzwa namadzibaba enyu, Vakandiidza, vakaona zvandakaita. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 madzibaba enyu paakandiedza, vakatsvaka kuona zvandiri, kunyange vakanga vaona mabasa angu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 madzibaba enyu paakandiedza, vakatsvaka kuona zvandiri, kunyange vakanga vaona mabasa angu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 pandakaedzwa namadzibaba enyu kunyange vakanga vaona zvandakanga ndaita. See the chapter |