Mapisarema 94:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Kana zvinondinetsa mumwoyo mangu zvawanda kundinyaradza kwenyu kunondifaranutsa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Mundaŋgariro dzaŋgu zhinji mukati maŋgu Kunyaradza kwenyu kunofadza mŋeya waŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 Mundangariro dzangu zhinji mukati mangu Kunyaradza kwenyu kunofadza mweya wangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Kana zvinondinetsa mumwoyo mangu zvawanda kundinyaradza kwenyu kunondifaranutsa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 Kana zvinondinetsa mumwoyo mangu zvawanda kundinyaradza kwenyu kunondifaranutsa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Pandakava nokufunganya kukuru mandiri, kunyaradza kwenyu kwakandivigira mufaro kumweya wangu. See the chapter |