Mapisarema 94:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ndiani zvake akambosimuka kuti andirwire kuna vakaipa? Ndiani angandimiririrewo kurwisa vaiti vezvakaipa? See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ndianiko ucandirwira paʋaiti ʋeɀakaipa? Ndianiko ucandiɓatsira panaʋanoita ɀakaipa? See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Ndianiko achandirwira pavaiti vezvakaipa? Ndianiko achandibatsira panavanoita zvakaipa? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ndiani zvake akambosimuka kuti andirwire kuna vakaipa? Ndiani angandimiririrewo kurwisa vaiti vezvakaipa? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Ndiani zvake akambosimuka kuti andirwire kuna vakaipa? Ndiani angandimiririrewo kurwisa vaiti vezvakaipa? See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Ndianiko achandirwira pane vakaipa? Ndianiko achandibatsira pavaiti vezvakaipa? See the chapter |