Mapisarema 92:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 kuratidza kuti TENZI ari pachokwadi ndiye dombo rangu maari hamuna chakaipa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Kuti ʋaparidze kuti Jehova wakarurama; Ndiye ɗombo raŋgu, hapanecinhu cisina‐kururama maari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Kuti vaparidze kuti Jehovha akarurama; Ndiye dombo rangu, hapana chinhu chisina kururama maari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 kuratidza kuti TENZI ari pachokwadi ndiye dombo rangu maari hamuna chakaipa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 kuratidza kuti TENZI ari pachokwadi ndiye dombo rangu maari hamuna chakaipa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Vachaparidza kuti, “Jehovha akarurama; ndiye Dombo rangu, uye maari hamuna chakaipa.” See the chapter |