Mapisarema 91:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kana mharadzi dzinofamba murima, nyange zvinoparadza masikati machena. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Kana hosha inofamba murima, Kana kuparadza kunoʋuraya masikati. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Kana hosha inofamba murima, Kana kuparadza kunouraya masikati. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kana mharadzi dzinofamba murima, nyange zvinoparadza masikati machena. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Kana mharadzi dzinofamba murima, nyange zvinoparadza masikati machena. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 kana hosha inofamba murima, kana denda rinoparadza masikati. See the chapter |