Mapisarema 9:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Marudzi akawira mugomba ravakazvicherera vakabatwa gumbo mumambure avakaviga ivo pachavo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ʋahedeni ʋakanyura mugomba raʋakacera; Rutsoka rwaʋo rwakaɓatwa mumumbure, waʋakaʋanza. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Vahedheni vakanyura mugomba ravakachera; Rutsoka rwavo rwakabatwa mumumbure, wavakavanza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Marudzi akawira mugomba ravakazvicherera vakabatwa gumbo mumambure avakaviga ivo pachavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Marudzi akawira mugomba ravakazvicherera vakabatwa gumbo mumambure avakaviga ivo pachavo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Ndudzi dzakawira mugomba radzakachera; tsoka dzavo dzakabatwa nemimbure yavakaviga. See the chapter |