Mapisarema 9:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Nokuti, iye, anotsividza ropa radeurwa, anovayeuka. Haakanganwi kuchema kwavari munhamo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Nokuti iye, unotsiʋa ropa, unoʋaraŋgarira; Haakaŋganwi kucema kwaʋarombo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Nokuti iye, anotsiva ropa, anovarangarira; Haakanganwi kuchema kwavarombo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Nokuti, iye, anotsividza ropa radeurwa, anovayeuka. Haakanganwi kuchema kwavari munhamo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Nokuti, iye, anotsividza ropa radeurwa, anovayeuka. Haakanganwi kuchema kwavari munhamo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Nokuti iye anotsiva ropa anorangarira; haashayiri hanya kuchema kwavanotambudzwa. See the chapter |