Online Bible

- Advertisements -

Mapisarema 89:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Ndiani mudenga'mu angaenzaniswe nemi TENZI? Ndiani pakati pavana vamwari angaenzaniswe naTENZI,

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Nokuti ndianiko muɗeŋga rose uŋgaenzaniswa naJehova? Ndianiko pakati paʋanakomana ʋaMŋari wakafanana naJehova?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Nokuti ndianiko mudenga rose angaenzaniswa naJehovha? Ndianiko pakati pavanakomana vaMwari akafanana naJehovha?

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Ndiani mudenga'mu angaenzaniswe nemi TENZI? Ndiani pakati pavana vamwari angaenzaniswe naTENZI,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Ndiani mudenga'mu angaenzaniswe nemi TENZI? Ndiani pakati pavana vamwari angaenzaniswe naTENZI,

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Nokuti ndianiko kudenga kumusoro angaenzaniswa naJehovha? Ndianiko akaita saJehovha pakati pezvisikwa zvokudenga?

See the chapter Copy

Mapisarema 89:6

Follow us:

Advertisements

Advertisements