Mapisarema 88:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ndinotambura zvokunge ndichafa kubva pauduku hwangu. Ndinorwadziwa ini nezvamunoita zvinotyisa zvandishaisa zano. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Kubva paʋuɗuku bgaŋgu ndakaŋga ndicitambudzwa ndicirwiso‐fa; Kana ndicityiswa nemi ndinoshaiwa mano. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Kubva pauduku hwangu ndakanga ndichitambudzwa ndichirwisofa; Kana ndichityiswa nemi ndinoshaiwa mano. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ndinotambura zvokunge ndichafa kubva pauduku hwangu. Ndinorwadziwa ini nezvamunoita zvinotyisa zvandishaisa zano. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Ndinotambura zvokunge ndichafa kubva pauduku hwangu. Ndinorwadziwa ini nezvamunoita zvinotyisa zvandishaisa zano. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Kubvira pauduku hwangu, ndakatambudzika zvokutosvika pedyo norufu; ndatambudzika nokutyisa kwenyu uye handisisina tariro. See the chapter |