Mapisarema 88:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Zvishamiso zvenyu zvinozivikanwa munzvimbo yerima here kana ururami hwenyu munzvimbo yavasina chavanoyeuka? See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀishamiso ɀenyu ɀiŋgazikanwa murima here? Nokururama kwenyu panyika yokukaŋganwa here? See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Zvishamiso zvenyu zvingazikanwa murima here? Nokururama kwenyu panyika yokukanganwa here? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Zvishamiso zvenyu zvinozivikanwa munzvimbo yerima here kana ururami hwenyu munzvimbo yavasina chavanoyeuka? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Zvishamiso zvenyu zvinozivikanwa munzvimbo yerima here kana ururami hwenyu munzvimbo yavasina chavanoyeuka? See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Ko, zvishamiso zvenyu zvinozivikanwa munzvimbo yerima, kana mabasa akarurama enyu munyika yokukanganwa here? See the chapter |