Mapisarema 86:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Vanhu vanozvikudza vandimukira Mwari, chikwata chamadzenga chinoda kundiuraya havana hanya nemi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Mŋari, ʋanoɀikudza ʋakandimukira, Ʋuŋgano yaʋanhu, ʋanomanikidza, ʋakatȿaka mŋeya waŋgu, Haʋana‐kukuisai pamberi paʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Mwari, vanozvikudza vakandimukira, Ungano yavanhu, vanomanikidza, vakatsvaka mweya wangu, Havana kukuisai pamberi pavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Vanhu vanozvikudza vandimukira Mwari, chikwata chamadzenga chinoda kundiuraya havana hanya nemi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Vanhu vanozvikudza vandimukira Mwari, chikwata chamadzenga chinoda kundiuraya havana hanya nemi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Haiwa Mwari, vanozvikudza vari kundirwisa; boka ravanhu vane utsinye rinotsvaka upenyu hwangu, vanhu vasina hanya nemi. See the chapter |