Mapisarema 86:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 nokuti mwoyochena wenyu kwandiri wakawanda; makandinunura pasi pasi munzvimbo yavakafa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Nokuti ŋgoni dzenyu ihuru kwandiri; Makarwira mŋeya waŋgu pagomba rakadzika‐dzika. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Nokuti ngoni dzenyu ihuru kwandiri; Makarwira mweya wangu pagomba rakadzika-dzika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 nokuti mwoyochena wenyu kwandiri wakawanda; makandinunura pasi pasi munzvimbo yavakafa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 nokuti mwoyochena wenyu kwandiri wakawanda; makandinunura pasi pasi munzvimbo yavakafa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Nokuti rudo rwenyu rukuru kwandiri; makandirwira paguva rakadzika. See the chapter |