Mapisarema 83:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 saizvozvo varondei nedutu renyu muvatyisidzire nemhepo ine simba. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Muʋateʋerere saiɀoɀo neɗutu renyu remhepo, Muʋavunduse necampupuri cenyu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Muvateverere saizvozvo nedutu renyu remhepo, Muvavhunduse nechamupupuri chenyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 saizvozvo varondei nedutu renyu muvatyisidzire nemhepo ine simba. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 saizvozvo varondei nedutu renyu muvatyisidzire nemhepo ine simba. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 saka vateverei nedutu renyu mugovavhundutsa nokutinhira wenyu. See the chapter |