Mapisarema 81:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 “Teererai munzwe vanhu vangu ndichikuyambirai. Dai mukanditeererawo zvenyu, imi vaIsiraeri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Inzwai ʋanhu ʋaŋgu, ndikupupurirei; Haiwa Israeri, ɗai waiɗa hako kunditerera! See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Inzwai vanhu vangu, ndikupupurirei; Haiwa Isiraeri, dai waida hako kunditeerera! See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 “Teererai munzwe vanhu vangu ndichikuyambirai. Dai mukanditeererawo zvenyu, imi vaIsiraeri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 “Teererai munzwe vanhu vangu ndichikuyambirai. Dai mukanditeererawo zvenyu, imi vaIsiraeri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 “Inzwai, imi vanhu vangu, uye ndichakuyambirai, kana mukada chete kunditeerera, imi Israeri! See the chapter |