Mapisarema 81:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ndini TENZI Mwari wako akakuburitsa munyika yeIjipiti, shamisisa muromo wako ndiuzadze. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ndini Jehova Mŋari wako, Wakakuɓuɗisa panyika yeEgipita; Shamisa muromo wako kwaɀo, ndigouzadza. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Ndini Jehovha Mwari wako, Akakubudisa panyika yeIjipiti; Shamisa muromo wako kwazvo, ndigouzadza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ndini TENZI Mwari wako akakuburitsa munyika yeIjipiti, shamisisa muromo wako ndiuzadze. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Ndini TENZI Mwari wako akakuburitsa munyika yeIjipiti, shamisisa muromo wako ndiuzadze. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Ndini Jehovha Mwari wako, akakubudisa kubva munyika yeIjipiti. Shamisa muromo wako kwazvo, ndigouzadza. See the chapter |