Mapisarema 8:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Makaita kuti ave ndiye anotonga mabasa amaoko enyu, mukaisa zvinhu zvose pasi petsoka dzake, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Makamuɓatisa ʋushe bgamaɓasa amaʋoko enyu; Makaisa ɀose pasi petsoka dzake. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Makamubatisa ushe hwamabasa amaoko enyu; Makaisa zvose pasi petsoka dzake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Makaita kuti ave ndiye anotonga mabasa amaoko enyu, mukaisa zvinhu zvose pasi petsoka dzake, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Makaita kuti ave ndiye anotonga mabasa amaoko enyu, mukaisa zvinhu zvose pasi petsoka dzake, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Makamuita mutongi pamusoro pebasa ramaoko enyu; mukaisa zvinhu zvose pasi petsoka dzake: See the chapter |