Mapisarema 8:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 asi imi makatoita kuti munhu asiye paduku duku kuti ave saMwari. Muchimupa chiremba chembiri norukudzo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Nokuti makamuita muɗuku ɀishoma kunaMŋari, Makamushoŋgedza korona yokubginya nokukudzwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Nokuti makamuita muduku zvishoma kuna Mwari, Makamushongedza korona yokubwinya nokukudzwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 asi imi makatoita kuti munhu asiye paduku duku kuti ave saMwari. Muchimupa chiremba chembiri norukudzo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 asi imi makatoita kuti munhu asiye paduku duku kuti ave saMwari. Muchimupa chiremba chembiri norukudzo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Makamuita muduku zvishoma pana Mwari, uye mukamushongedza korona yokubwinya nokukudzwa. See the chapter |