Mapisarema 78:64 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika64 Vapristi vavo vakauraiwa namapakatwa chirikadzi dzavo hadzina kuvachema. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)64 Ʋaprista ʋaʋo ʋakaʋurawa nomunondo; Cirikadzi dzaʋo hadzina‐kucema. See the chapterShona Bible 1949 revised 200264 Vapristi vavo vakaurawa nomunondo; Chirikadzi dzavo hadzina kuchema. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika64 Vapristi vavo vakauraiwa namapakatwa chirikadzi dzavo hadzina kuvachema. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona64 Vapristi vavo vakauraiwa namapakatwa chirikadzi dzavo hadzina kuvachema. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi64 vaprista vavo vakanga vaiswa kumunondo, uye chirikadzi dzavo hadzina kugona kuchema. See the chapter |