Mapisarema 78:63 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika63 Majaya avo akavaroromesa nemoto, mhandara dzavo dzakashaya rumbo rwomuchato. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)63 Mŋoto wakapedza majaya aʋo; Ʋasikana ʋaʋo haʋana‐kuimbirwa pakuwanikwa kwaʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200263 Moto wakapedza majaya avo; Vasikana vavo havana kuimbirwa pakuwanikwa kwavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika63 Majaya avo akavaroromesa nemoto, mhandara dzavo dzakashaya rumbo rwomuchato. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona63 Majaya avo akavaroromesa nemoto, mhandara dzavo dzakashaya rumbo rwomuchato. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi63 Moto wakaparadza majaya avo, uye varandakadzi vavo vakashayiwa nziyo dzesvitsa; See the chapter |