Mapisarema 78:62 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika62 Akapinza vanhu vake mukuuraiwa nebakatwa rehondo akavirukira nhaka yake nehasha. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)62 Ʋanhu ʋake wakaʋaisa ʋo kumunondo; Akatsamŋira nhaka yake kwaɀo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200262 Vanhu vake wakavaisawo kumunondo; Akatsamwira nhaka yake kwazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika62 Akapinza vanhu vake mukuuraiwa nebakatwa rehondo akavirukira nhaka yake nehasha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona62 Akapinza vanhu vake mukuuraiwa nebakatwa rehondo akavirukira nhaka yake nehasha. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi62 Akaisa vanhu vake kumunondo; akatsamwira nhaka yake zvikuru kwazvo. See the chapter |