Mapisarema 78:58 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika58 Nokuti vakamushatirisa nenzvimbo dzavo dzokunamatira dzakatunhumara; vakaita kuti aite shanje nokuda kwezvifananidzo zvavo zvokunamata. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)58 Nokuti ʋakamutsa kutsamŋa kwake namatunhu aʋo akakwirira, Ʋakamutsa goɗo rake neɀifananidzo ɀaʋo ɀakaʋeziwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200258 Nokuti vakamutsa kutsamwa kwake namatunhu avo akakwirira, Vakamutsa godo rake nezvifananidzo zvavo zvakaveziwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika58 Nokuti vakamushatirisa nenzvimbo dzavo dzokunamatira dzakatunhumara; vakaita kuti aite shanje nokuda kwezvifananidzo zvavo zvokunamata. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona58 Nokuti vakamushatirisa nenzvimbo dzavo dzokunamatira dzakatunhumara; vakaita kuti aite shanje nokuda kwezvifananidzo zvavo zvokunamata. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi58 Vakamutsamwisa nenzvimbo dzavo dzakakwirira; vakamutsa godo rake nokuda kwezvifananidzo zvavo. See the chapter |