Mapisarema 78:53 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika53 Akavatungamirira zvisina njodzi zvokuti havana kutya asi gungwa rakafusira vavengi vavo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)53 Akaʋafambisa ʋakafara, ʋakasatya; Asi guŋgwa rakafukidza ʋaʋeŋgi ʋaʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200253 Akavafambisa vakafara, vakasatya; Asi gungwa rakafukidza vavengi vavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika53 Akavatungamirira zvisina njodzi zvokuti havana kutya asi gungwa rakafusira vavengi vavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona53 Akavatungamirira zvisina njodzi zvokuti havana kutya asi gungwa rakafusira vavengi vavo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi53 Akavafambisa norugare, asi gungwa rakamedza vavengi vavo. See the chapter |