Mapisarema 78:50 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Akavaputikira nehasha, haana kurega kuvauraya, akavaparadza upenyu nedenda. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)50 Wakagadzirira kutsamŋa kwake nzira; Haana‐kubvisa mŋeya waʋo parufu, Asi wakaisa ʋupenyu bgaʋo kuhosha; See the chapterShona Bible 1949 revised 200250 Akagadzirira kutsamwa kwake nzira; Haana kubvisa mweya wavo parufu, Asi akaisa upenyu hwavo kuhosha; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Akavaputikira nehasha, haana kurega kuvauraya, akavaparadza upenyu nedenda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona50 Akavaputikira nehasha, haana kurega kuvauraya, akavaparadza upenyu nedenda. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi50 Akagadzira nzira yokutsamwa kwake; haana kuponesa mweya yavo parufu asi akavaisa kudenda. See the chapter |