Online Bible

- Advertisements -

Mapisarema 78:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Mwari akavavirukira nehasha akauraya vakanyatsosimba vacho akarizha majaya akasvika eIsiraeri.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Kutsamŋa kwaMŋari kukaʋamukira, Akaʋuraya ʋakakoresa pakati paʋo, Akaparadza majaya aIsraeri.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Kutsamwa kwaMwari kukavamukira, Akauraya vakakoresa pakati pavo, Akaparadza majaya aIsiraeri.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Mwari akavavirukira nehasha akauraya vakanyatsosimba vacho akarizha majaya akasvika eIsiraeri.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Mwari akavavirukira nehasha akauraya vakanyatsosimba vacho akarizha majaya akasvika eIsiraeri.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 kutsamwa kwaMwari kwakavamukira; akauraya vakanga vakanyanya kusimba pakati pavo, akaparadza majaya eIsraeri.

See the chapter Copy

Mapisarema 78:31

Follow us:

Advertisements

Advertisements