Online Bible

- Advertisements -

Mapisarema 78:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Akaita kuti mhepo yokumabvazuva ivhuvhute kumatenga. Akatungamirira nesimba mhepo yokumaodzanyemba.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Wakaɓuɗisa mhepo yakabva mabvazuʋa, ikarira kuɗeŋga; Akafambisa mhepo yakabva nyasi nesimba rake.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Akabudisa mhepo yakabva mabvazuva, ikarira kudenga; Akafambisa mhepo yakabva nyasi nesimba rake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Akaita kuti mhepo yokumabvazuva ivhuvhute kumatenga. Akatungamirira nesimba mhepo yokumaodzanyemba.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Akaita kuti mhepo yokumabvazuva ivhuvhute kumatenga. Akatungamirira nesimba mhepo yokumaodzanyemba.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Akazarura mhepo yokumabvazuva kubva kudenga, uye akafambisa mhepo yakabva zasi nesimba rake.

See the chapter Copy

Mapisarema 78:26

Follow us:

Advertisements

Advertisements