Mapisarema 78:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Vanhu vakadya chingwa chavatumwa, akavatumira chokudya chakawanda. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ʋanhu ʋakadya ciŋgwa caʋatumŋa; Wakaʋatumira ɀokudya kuȿikira ʋaguta. See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 Vanhu vakadya chingwa chavatumwa; Akavatumira zvokudya kusvikira vaguta. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Vanhu vakadya chingwa chavatumwa, akavatumira chokudya chakawanda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona25 Vanhu vakadya chingwa chavatumwa, akavatumira chokudya chakawanda. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Vanhu vakadya chingwa chavatumwa; akavatumira zvokudya zvose zvavaigona kudya. See the chapter |