Mapisarema 78:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 nokuti vakanga vasingatendeseki naMwari, havana kuvimba nesimba rake rokununura. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Nokuti haʋana‐kutenda Mŋari, Haʋana‐kuʋimba nokuponesa kwake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Nokuti havana kutenda Mwari, Havana kuvimba nokuponeswa kwake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 nokuti vakanga vasingatendeseki naMwari, havana kuvimba nesimba rake rokununura. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 nokuti vakanga vasingatendeseki naMwari, havana kuvimba nesimba rake rokununura. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 nokuti havana kutenda muna Mwari kana kuvimba nokurwira kwake. See the chapter |