Mapisarema 78:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Naizvozvo TENZI paakazvinzwa akazara nehasha. Akatungidza Jakobho nemoto. Hasha dzake dzakavirukira Isiraeri See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Saka Jehova wakanzwa, akatsamŋa; Mŋoto ukaʋeserwa Jakobo, Kutsamŋa kukamukira Israeri; See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 Saka Jehovha akanzwa, akatsamwa; Moto ukaveserwa Jakobho, Kutsamwa kukamukira Isiraeri; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Naizvozvo TENZI paakazvinzwa akazara nehasha. Akatungidza Jakobho nemoto. Hasha dzake dzakavirukira Isiraeri See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Naizvozvo TENZI paakazvinzwa akazara nehasha. Akatungidza Jakobho nemoto. Hasha dzake dzakavirukira Isiraeri See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Jehovha akati avanzwa, akatsamwa zvikuru kwazvo; moto wake ukaveserwa Jakobho, uye hasha dzake dzikamukira Israeri, See the chapter |