Mapisarema 78:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Vakaedza Mwari mumwoyo yavo nokuramba vachingokumbira chokudya chavaipanga. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ʋakaidza Mŋari mumŋoyo maʋo Ʋacikumbira ɀokudya ɀaʋakaŋga ʋaciɗa iʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Vakaidza Mwari mumwoyo mavo Vachikumbira zvokudya zvavakanga vachidawo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Vakaedza Mwari mumwoyo yavo nokuramba vachingokumbira chokudya chavaipanga. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Vakaedza Mwari mumwoyo yavo nokuramba vachingokumbira chokudya chavaipanga. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Vakaedza Mwari nobwoni vachimugombedzera kuti avape zvokudya zvavaipanga. See the chapter |