Mapisarema 78:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akaganhura gungwa akavapfuudza nomo akamisa mvura kuita murwi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Wakapamura guŋgwa, akaʋayambusa; Akamisa mvura ikafanana nomurwi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Wakapamura gungwa, akavayambusa; Akamisa mvura ikafanana nomurwi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akaganhura gungwa akavapfuudza nomo akamisa mvura kuita murwi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Akaganhura gungwa akavapfuudza nomo akamisa mvura kuita murwi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Akapamura gungwa akavayambutsa napakati; akaita kuti mvura imire yakasimba sorusvingo. See the chapter |