Mapisarema 77:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ndinofunga Mwari ndigoungudza. Ndikati rangarirei mweya wangu unobva washaya simba. Dzepfunde See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ndinoraŋgarira Mŋari, ndokushaiwa mufaro; Ndinofuŋgisisa, mŋeya waŋgu ndokuziya. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Ndinorangarira Mwari, ndokushaiwa mufaro; Ndinofungisisa, mweya wangu ndokuziya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ndinofunga Mwari ndigoungudza. Ndikati rangarirei mweya wangu unobva washaya simba. Dzepfunde See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Ndinofunga Mwari ndigoungudza. Ndikati rangarirei mweya wangu unobva washaya simba. Dzepfunde See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Haiwa Mwari, ndakakurangarirai, uye ndikagomera; ndakafungisisa, mweya wangu ukaziya. Sera See the chapter |