Online Bible

- Advertisements -




Mapisarema 75:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Kusimudzirwa hakubvi kumabvazuva kana kumadokero kana kubva kugwenga,

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Nokuti kunyaŋge kumaɓuɗazuʋa, kana kumaʋirira, Kana kurenje, hakuzi ikoko kunobva kukudzwa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Nokuti kunyange kumabudazuva, kana kumavirira, Kana kurenje, hakuzi ikoko kunobva kukudzwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Kusimudzirwa hakubvi kumabvazuva kana kumadokero kana kubva kugwenga,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Kusimudzirwa hakubvi kumabvazuva kana kumadokero kana kubva kugwenga,

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Hakuna munhu anobva kumabvazuva kana kumavirira, kana anobva kugwenga angasimudzira munhu.

See the chapter Copy




Mapisarema 75:6

Follow us:

Advertisements


Advertisements