Online Bible

- Advertisements -

Mapisarema 7:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Uipi hwavakaipa ngaupere, asi vakarurama vabudirire, imi munoedza pfungwa nomwoyo yavanhu, imi Mwari akarurama.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Haiwa, kuipa kwaʋakaipa ŋgakugume, asi simbisai wakarurama; Nokuti Mŋari, wakarurama, unoidza mŋoyo netȿo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Haiwa, kuipa kwavakaipa ngakugume, asi simbisai akarurama; Nokuti Mwari akarurama anoidza mwoyo netsvo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Uipi hwavakaipa ngaupere, asi vakarurama vabudirire, imi munoedza pfungwa nomwoyo yavanhu, imi Mwari akarurama.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Uipi hwavakaipa ngaupere, asi vakarurama vabudirire, imi munoedza pfungwa nomwoyo yavanhu, imi Mwari akarurama.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Haiwa, Mwari akarurama, iyemi munonzvera ndangariro nomwoyo, gumisai kuita nesimba kwavakaipa mugoita kuti vakarurama vagare zvakanaka.

See the chapter Copy

Mapisarema 7:9

Follow us:

Advertisements

Advertisements