Online Bible

- Advertisements -

Mapisarema 7:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 TENZI ndiye anotonga marudzi avanhu. TENZI ratidzai kuti ndakarurama uye kuti ndiri pachokwadi.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Jehova unotoŋga ndudzi dzaʋanhu; Nditoŋgei Jehova sokururama kwaŋgu, ʋuye neɀokwaɗi iri mandiri.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Jehovha anotonga ndudzi dzavanhu; Nditongei Jehovha sokururama kwangu, uye nezvokwadi zviri mandiri.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 TENZI ndiye anotonga marudzi avanhu. TENZI ratidzai kuti ndakarurama uye kuti ndiri pachokwadi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 TENZI ndiye anotonga marudzi avanhu. TENZI ratidzai kuti ndakarurama uye kuti ndiri pachokwadi.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Jehovha ngaatonge marudzi. Nditongei, imi Jehovha, zvakafanira kururama kwangu, zvakafanira kukwaniswa kwangu, imi Wokumusoro-soro.

See the chapter Copy

Mapisarema 7:8

Follow us:

Advertisements

Advertisements