Mapisarema 7:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Wakaipa anofunga zvakaipa agoti shutu kuzara nomusikanzwa ozoburitsa nhema. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Tarira, unotambudzika pakuɓereka ɀakaipa; Ɀirokwaɀo, wakaʋa nemimba yeɀakashata, akaɓereka nhema. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Tarira, anotambudzika pakubereka zvakaipa; Zvirokwazvo, akava nemimba yezvakashata, akabereka nhema. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Wakaipa anofunga zvakaipa agoti shutu kuzara nomusikanzwa ozoburitsa nhema. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Wakaipa anofunga zvakaipa agoti shutu kuzara nomusikanzwa ozoburitsa nhema. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Iye ane mimba yezvakaipa akatakura mimba yokutambudzika achabereka nhema. See the chapter |