Mapisarema 6:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Nokuti kana munhu afa haakuyeukei; ndiani angakurumbidzei munzvimbo yavakafa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Nokuti parufu hapana‐ucakuraŋgarirai; Ndiani ucakuʋoŋgai paSheori? See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Nokuti parufu hapana achakurangarirai; Ndiani achakuvongai paSheori? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Nokuti kana munhu afa haakuyeukei; ndiani angakurumbidzei munzvimbo yavakafa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Nokuti kana munhu afa haakuyeukei; ndiani angakurumbidzei munzvimbo yavakafa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Hakuna anokurangarirai kana afa. Ndiani anokurumbidzai kubva muguva? See the chapter |