Mapisarema 6:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 TENZI musanditsiure muine hasha, kana kundiranga makashatirwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Haiwa Jehova, regai kundiraira pakutsamŋa kwenyu, Musandiroʋa nokusafara kwenyu kukuru. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Haiwa Jehovha, regai kundiraira pakutsamwa kwenyu, Musandirova nokusafara kwenyu kukuru. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 TENZI musanditsiure muine hasha, kana kundiranga makashatirwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 TENZI musanditsiure muine hasha, kana kundiranga makashatirwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Haiwa Jehovha, regai kundirayira mukutsamwa kwenyu, kana kundiranga muhasha dzenyu. See the chapter |